Imbondipaiwo kanguva: Kumbiro yeraramo.

NaKagure Hama dzangu. Tsamba iyi ndashaya matangiro nekutya zvaingagumise. Magumo ehupenyu hwandakajaira. Magumo emaonero amunondiita. Iyi tsamba inokwanisa kupiringisha mararamiro edu. Mawonero amunondiita ini pachangu, nemeso enyu Iyi itsamba inesimba rokudzima ndangariro dzedu. Panzvimbo pendangariro idzi potsvetwa zvanhasi. Tsamba iyi ichasandura zvose zvandaiva Panzvimbo pazvo potsvetwa izwi rimwe; NGOCHANI Handichava kasikana kaduku kaye kaitamba mahumbwe […]
Read More


Different Flavours, One Spoon: On being buddhist, a mother, queer, Zulu and much more

By Zan “Buddhist?” *insert supporting raised eyebrow here* But isn’t that for white people? Plus, don’t they pray to that statue of the fat dude?” These are the questions I get the minute something even remotely religious comes up. I’ve been asked these questions so often that I cannot help but giggle at their confusion. […]
Read More